Generic selectors
Exact matches only
Search in title
Search in content

Chiramwiwa by Jah Prayzah

Image By Mood Converter
Spread the love

Lyrics for Chiramwiwa by Jah Prayzah

Mwanangu
Milli
Mwanangu

Mwanangu
Mwanangu chiramwiwa
Enda, nechipo chawapiwa
Asi usakanganwa nzira yekumba
Mwanangu
Mwanangu chiramwiwa
Enda, nechipo chawapiwa
Asi usakanganwa nzira yekumba

Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana

Mwanangu
Chero tikapara pasi senjiva
Chero ndakuona rimwe rezuva
Chiramwiwa
Mwanangu
Kuti uzowana chako cheziya
Uchatanga watokumbira mweya
Chiramwiwa
Aika zve mwanangu
Chiramwiwa
Chiramwiwa
Aika zve mwanangu

Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana
Dzoka kumba, huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
Chimwe chana
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana

Ndakabara ndikarera ndega
Ndakabara ndikarera ndega
Ndatetereka, Nedzimwe nyika
Ndikati nzwai mai sarai
Ndikati nzwai mai sarai
Ndamberereka, ndedzimwe nyika
Ndikati nzwai mai sarai
Ndikati nzwai mai sarai
Ndatetereka nedzimwe nyika
Nzwai mai sarai
Ndikati nzwai

Ndakabara ndikarera ndega
Ndakabara ndikarera ndega
Ndakabara ndikarera ndega
Ndakabara ndikarera ndega
Maiti kumba kune nhamo

Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana (mwana)
Dzoka mwana
(Inga ndimi maiti ramba uchizama) Chimwe chana(chana)
Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana
(Uchapepuka tazopesana)Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana
(Uchapepuka tapesana)Chimwe chana
(Mwana)Chimwe chana changu chakarova chana
Chimwe chana

Asi ndiwe, here ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe
Asi ndiwe, ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe
Asi ndiwe, ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe
Asi ndiwe, here ndiwe ndiwe nyakutumbura ndiwe
Uchapepuka tazopesana

Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire(baire gwayana)gwayana (ahhh)
Dzoka mwana
(Maiti kumba kune nhamo) Chimwe chana(mwaana)
Chimwe chana changu (changu)chakarova chana
Chimwe chana(chana, chana)
Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana, (mwana)
(Inga ndimi maiti ramba uchizama)
Chimwe chana,
(Changu) chimwe chana changu chakarova chana(chana, chana)
Chimwe chana
Chimwe chana changu (changu)chakarova chana
Chimwe chana(chana, chana)
Dzoka kumba, (mwana) huya ndikubaire gwayana
Dzoka mwana, (mwana)
(Inga ndimi maiti ramba uchizama)
Chimwe chana,
(Changu) chimwe chana changu chakarova chana(chana, chana)
Chimwe chana

lyrics by Laurent


Spread the love

Leave a Reply

Your email address will not be published.

00:00
00:00
Empty Playlist