Generic selectors
Exact matches only
Search in title
Search in content

Eriza by Jah Prayzah

Image By Mood Converter
Spread the love

Lyrics for Eriza by Jah Prayzah


Ndine hurombo, handina neremuromo
Amai kani, maziso angu aone nhamo
Ini rambe ndinyerere ndashaya zano

[Chorus: Jah Prayzah]
Eriza, iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
Eriza, iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
Eriza, iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina

[Verse 1: Jah Prayzah]
Mapurisa andipa ticket
Zvikanzi soja unomhanyirepi?
Kune kasweet chokoreti, kunge kaZim-Asset
Kagugule painternet, izvi hazvidi secret
Akambotamba paMarket akaita mashiripiti
Pakazouya riot, kukanda tsvimbo mubhasiketi (aya hoye)

[Refrain: Jah Prayzah]
Ndanga ndirere amai ndazomuka
Ndamurota achitamba ndikavhunduka
Ndanga ndirere amai ndazomuka
Ndamurota achitamba ndikavhunduka
Handiende vasikana ini (Hee soja)
Hameno vanongoridza tsamwa (Hee warrior)
Moyo yavo ine zidanda (Hee soja)
Aiwa kufara ndiro dama (Hee warrior)
Asika ngoma ndiyo ndiyo asikana imi (Hee soja)
Aiwa watikuvadza musana (Hee warrior)
Asika wabatanidza hama (Hee soja)
Aiwa watikuvadza musana (Hee warrior)
Asika wabatanidza hama (Hee soja)

[Verse 2: Jah Prayzah]
Parinorereka zuva Eriza
Uchandiwana ndakakumirira pamureza
Parinodoka chete zuva Eriza
Ndikakushaya ndodambuka makumbo kunge hwiza

[Chorus: Jah Prayzah]
Eriza, iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
Eriza, iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
Eriza, iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina

[Bridge: Jah Prayzah]
Handiende vasikana ini (Hee soja)
Hameno vanongoridza tsamwa (Hee warrior)
Moyo yavo ine zidanda (Hee soja)
Aiwa kufara ndiro dama (Hee warrior)
Asika ngoma ndiyo ndiyo asikana imi (Hee soja)
Aiwa watikuvadza musana (Hee warrior)
Asi wabatanidza hama (Hee soja)
Aiwa watikuvadza musana (Hee warrior)
Asi wabatanidza hama (Hee soja)

 

Pre-Chorus: Jah Prayzah]
Ndine hurombo, handina neremuromo
Amai kani, maziso angu aone nhamo
Ini rambe ndinyerere ndashaya zano

[Chorus: Jah Prayzah]
Eriza, iwe dzokorora
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
(Zunza)
Eriza (amai kani), iwe dzokorora (amai kani)
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
(Zunza)
Eriza (chitenderera), iwe dzokorora (amai kani)
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
(Zunza)
Eriza (tenderera), iwe dzokorora (iwe tenderera)
Kutamba kwako kunondifungisa Katarina
(Zunza)

lyrics by Laurent


Spread the love

Leave a Reply

Your email address will not be published.

00:00
00:00
Empty Playlist