Generic selectors
Exact matches only
Search in title
Search in content

Handiro Dambudziko by Oliver Mtukudzi

Image By Mood Converter
Spread the love

Lyrics for Handiro Dambudziko by Oliver Mtukudzi

Kunzwa musoro kutema mukoma,
Handiro dambudziko mukoma.
Wanzwa musoro kutema mukoma,
Handiro dambudziko mukoma.
Chapa musoro kutema mukoma,
Ndiro ka dambudziko mukoma.
Chapa musana kudzimba mukoma,
Ndiro ka dambudziko mukoma.

Kunzwa musoro kutema mukoma,
Handiro dambudziko mukoma.
Wanzwa musoro kutema mukoma,
Handiro dambudziko mukoma.
Chapa musoro kutema mukoma,
Ndiro ka dambudziko mukoma.
Chapa musana kudzimba mukoma,
Ndiro ka dambudziko mukoma.

Wongorora chikonzero chaita musoro uteme (musoro uteme)
Ugogadzirisa chikonzero chaita musana ubande (musana bande)
Wongorora chikonzero chaita musoro uteme (musoro uteme)
Ugogadzirisa chikonzero chaita musana ubande (musana bande)
(instruments)
Kusimbirira mhopo, mhopo pamusana.
Mhopo iripamusana iwe uneziso rinembonje.
Kushingirira kurapa, mhopo pamusana
Mhopo iripamusana iwe uneziso rinembonje.
Kusimbirira mhopo, mhopo pamusana.
Mhopo iripamusana iwe uneziso rinembonje.
Kushingirira kurapa, mhopo pamusana.
Mhopo iripamusana iwe uneziso rinembonje.

Wongorora chikonzero chaita musoro uteme (musoro uteme)
Ugogadzirisa chikonzero chaita musana ubande (musana ubande)
Tsvaaaga chikonzero chaita musoro uteme (musoro uteme)
Ugogadzirisa chikonzero chaita musana ubande (musana ubande)
Kusimbirira mhopo, mhopo pamusana.
Mhopo iripamusana iwe uneziso rinembonje.
Kushingirira kurapa, mhopo pamusana.
Mhopo iripamusana iwe uneziso rinembonje.
Wongorora chikonzero chaita musoro uteme (musoro uteme)
Ugogadzirisa chikonzero chaita musana ubande (musana ubande)

Lyrics by Laurent



Spread the love

Leave a Reply

Your email address will not be published.

00:00
00:00
Empty Playlist