Generic selectors
Exact matches only
Search in title
Search in content

Murder by Jah Prayzah

Image By Mood Converter
Spread the love

Lyrics for Murder by Jah Prayzah 

Wagwizi
Haa, Mukoma ndichiri mukati kuRemand
Mhosva yangu ndakakanda chigirinedhi
Ndakaona pamba pangu posvika bhirigedhiya
Zvikanzi akanda chingoma ichi ko ndiani

Ndasungirwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda
Ndasungurwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda

Uri goat une maguts, une madisnyongoro
Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro
Une kathis, une kathat, une madisnyongoro
Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro

Dai madira magate, ane muteuro
Tichamuzora zumbani, anomuka here Simbimbindo?
Dai madira magate, ane muteuro
Tikadira mhamba, anomuka here Simbimbindo?

Chakapinda chakabata pakadzika
Chakunaka cause ndini ndakaruka
Ndakapinda ndakakwenya dhabuka
Vamwe vakandibuka
Inyaya ichikupisa muchaunga
Sechikwekwe ndakaramba ndakaruma
Ndini ndandarikwenya bhazuka
Vamwe vakandibuka

Ndasungirwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda
Ndasungirwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda

Uri goat une maguts, une madisnyongoro
Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro
Une kathis, une kathat, une madisnyongoro
Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro

Dai madira magate, ane muteuro
Tichamuzora zumbani, anomuka here Simbimbindo?
Dai madira magate, ane muteuro
Tikadira mhamba anomuka here Simbimbindo?

Keresenziya kundirambira musombodhiya
Ndikadhakiwa ini ndinombovata munzira
Ndakambopinda negejo muchechi
Pamariro ndakambobvira bhachi
Ndikadhakisa neighbourhood watch
Pakatsva imba ndini ndaiwedzera gas
Amukoma ndikabata bhodhoro
Ndogona kuvhiya kana mbongoro
Inzwai mukoma ndakatuka kanzuru
Ndikavata imba isina kenduru

Ndasungirwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda
Ndasungirwa murder, attempted murder
Ndarova ngoma kusvika mumwe munhu afenda

Uri goat une maguts, une madisnyongoro
Kubaya bulls eye nemadarts, une madisnyongoro
Une kathis, une kathat, une madisnyongoro
Kana maboss kubvisa bhachi, une madisnyongoro

Hallo
Hallo
Mukoma Silent killer
At least huyaiwo
At least huyai
Horaiti mungotaure navo vandiisewo kana mu cell musina tsikidzi
Clean Shizzle
Rodney

lyrics by Laurent


Spread the love

Leave a Reply

Your email address will not be published.

00:00
00:00
Empty Playlist