Generic selectors
Exact matches only
Search in title
Search in content

Ndima Ndapedza by Oliver mtukudzi

Image By Mood Converter
Spread the love

Lyrics for Ndima Ndapedza by Oliver mtukudzi

Pangu pese ndasakura ndazunza
Inga wani ndasakura ndazunza
Pangu pese ndasakura ndazunza
Ndima yese ndasakura ndazunza iniZvasariremi kufuga nekuwarira
Chaapenyu kufuga nekuwariraZvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iwe
Zvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iwe
Zvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iwe
Zvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iweZvimwe hazvizunzwe
Zvimwe hazvizunzwe iwe
Zvimwe hazvizunzweZvimwe hazvizunzwe
Zvimwe hazvizunzwe iwe
Zvimwe hazvizunzwePangu pese ndasakura ndazunza
Inga wani ndasakura ndazunza iniPangu pese ndasakura ndazunza
Ndima yese ndasakura ndapedzaZvasariremi kufuga nekuwarira
Chaapenyu kufuga nekuwariraZvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iwe
Zvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iwe
Zvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iwe
Zvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iweZvimwe hazvizunzwe
Zvimwe hazvizunzwe iwe
Zvimwe hazvizunzweZvimwe hazvizunzwe
Zvimwe hazvizunzwe iwe
Zvimwe hazvizunzweGunun’unira mumoyo ruvengo
Fungira mumoyo rwendo rwembwa
Gunun’unira mumoyo ruvengo
Fungira mumoyo rwendo rwembwa
Gunun’unira mumoyo ruvengo
Fungira mumoyo rwendo rwembwa
Gunun’unira mumoyo ruvengo
Fungira mumoyo rwendo rwembwaZvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iwe
Zvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iwe
Zvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iwe
Zvimwe hazvibvunzwe
Zvimwe hazvibvunzwe iweZvimwe hazvizunzwe
Zvimwe hazvizunzwe iwe
Zvimwe hazvizunzweZvimwe hazvizunzwe
Zvimwe hazvizunzwe iwe
Zvimwe hazvizunzwe

Lyrics by Laurent


Spread the love

Leave a Reply

Your email address will not be published.

00:00
00:00
Empty Playlist