Generic selectors
Exact matches only
Search in title
Search in content

Ndimi by Janet Manyowa

Image By Mood Converter
Spread the love

Lyrics for Ndimi by Ndimi by Janet Manyowa

Nyika nekuzara kwayo
Makasika mega, mega
Pasina anobatsira
Ndokudurura Mweya wenyu, mega

Kuratidza, aiwa ndimi Mwari
Aiwa munesimba
Aiwa munogona, narinhi
Munoratidza nzira, pakaoma
Munovheneka nyika, inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
Muri Mwari wangu
Aaah ndimi (Muri Mwari wangu)
Aaah ndimi (Muri Mwari wangu)
Aaah ndimi (Muri Mwari wangu)
Aaah ndimi

Makatuma mwana wenyu, ega
Kuzonunura nyika inerima
Mukamupa simba
Pamusoro pazvose
Kuratidza, Aiwa munotonga
Aiwa munobwinya
Ishe samasimba
Narinhi
Munoratidza nzira, pakaoma
Munovheneka nyika, inerima
Munosimudzira moyo yakaneta
Makagara muripo
Muri Mwari wangu
Aaah ndimi (Muri Mwari wangu)

Ndimi (O000h)

Ndimi, ndimi Mwari wangu Ishe

Oh Ndimi, oh

Munoratidza nzira

Munoratidza nzira, pakaoma
Munovheneka nyika, inerima
Munosimudzira moyo yakaneta

Makagara muripoMuri Mwari wangu

Aaah ndimi (Mwari wangu)Ooh, Munoratidza nzira

Ooh, Munovhenekera

Ooh, Mwari, Mwari, oh

Lyrics for sorry


Spread the love

Leave a Reply

Your email address will not be published.

00:00
00:00
Empty Playlist